Devera Ngwena Jazz Band – Too Cheap Lyrics
Too Cheap Lyrics
Mwana wangu akadzidza
Mwana wangu akatora kosi
Mwana wangu ihuzvu pachake
Mupfana haungamuroore
Mwana wangu akadzidza
Mwana wangu akatora kosi
Mwana wangu ihuzvu pachake
Mupfana haungamuroore
Mwana wangu ane mota
Mwana wangu ane business
Mwana wangu murume pachake
Mupfana haungamuroore
Mwana wangu ane mota
Mwana wangu ane business
Mwana wangu murume pachake
Mupfana haungamuroore
Mwana wangu akanaka
Mwana wangu anoyevedza
Mwana wangu chibhamu pachake
Mupfana haungamuroore
Mwana wangu akanaka
Mwana wangu anoyevedza
Mwana wangu chibhamu pachake
Mupfana haungamuroore
Mwana wangu haungamuroore
Uri too cheap mupfana
Mwana wangu haungamuroore
Uri too cheap mupfana
Mwana wangu haungamukwanise
Ari too dear mupfana
Mwana wangu haungamukwanise
Ari too dear mupfana
Mwana wangu haungamugoni
Hauna mari iwe mupfana
Mwana wangu haungamugoni
Hauna mari iwe mupfana
But kamwana kaya ndinokada vakomana
Manje murombo hachawani here?
Aah, toda vane marika isu
Tiri vana-businessman
Mwana wangu haungamuroore
Uri too cheap mupfana
Mwana wangu haungamuroore
Uri too cheap mupfana
Mwana wangu haungamukwanise
Ari too dear mupfana
Mwana wangu haungamukwanise
Ari too dear mupfana
Mwana wangu haungamugoni
Hauna mari iwe mupfana
Mwana wangu haungamugoni
Hauna mari iwe mupfana
Wachepa
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
