Video – Soul Jah Love – Dzimba Idzo Pazai [January 2016 ]Zimdancehall Lyrics
Soul Jah Love – Dzimba Idzo Pazai [January 2016 ]Zimdancehall Lyrics
Million Dynasty!
Honorary (Levels Production)
Television ting
High definition!
Madho, vaudze ndinenge Movado
Gina, vaudze ndinovabinha
Chibaba! (Chibaba)
Soul Jah Love
Chiba-ba-ba-ba-ba! (Soul Jah Love)
Honorary! (Honarary!)
Ndati ndimbogadzira kangu kashelter
Vandipedza simba mufunge ndiri kumelter
Ndichingovaka pasina kana ku-doubter
Handina kuziva ndichaken'a altar
Asi vakuchinja art
Pamwe vandiona ndakarova smart
Asi chakachena pasi pano ivhati
I know that
But pamasasi vakandiona ndichizama kuvaka
Vamwe vavo zvavadhaka
Vabva vataimira kuti vouya mudhuze
Vachida kundi-attacker
Asi imba idzo ndati, "Pazai! Pazai! Pazai!"
Simba rangu muchipwanya kunge mazai
Mwari vari kuona, havasi hwai
Nyangwe muchigaira muri ma-guy
Pazai! Pazai! Pazai! Pazai!
Dzimba dzangu muchi-
Mandipedzera
Ho-o ah-h! Ma- mandideedzera
Mwari varipo vandinoudzira
Pamwe pacho tiri kushanda tichibuda dikita
Mangoma nguva dzese ndichingorikita
Harare ndabuda kunobata Bikita
Ndichigaira kuti ndiri chi-acter
Asi vandisiya ndaneta
Asi handife ndatsveta
Vandi-, vandibata
Asi ndachema ndati, "Dzimba idzo pazai! Pazai! Pazai! Pazai!"
Simba rangu muchipwanya kunge mazai
Asi ndati, "Mwari vanoona havasi hwai."
Nyangwe muchiti muri ma-guy
Pazai! Pazai! Pazai! Pazai!
Simba rangu muchipwanya kunge mazai
Mwari vanoona havasi hwai
Nyangwe muchigaira kuti muri ma-guy
Tanga tichi-, tichifa nenzara
Ini ndisingamborara
Ndichishanda ndichirwara
Nepandagara neni
Asi ndinokunda ndisingamiri
Nhasi uno Mwari vandipindure
Asi Mwari handivasvori (handivasvori)
Zvimbo izvi handinganyori
Zvamandipa Ishe (zvamandipa)
Kana pandichafamba Mwari (pandichafamba)
Vamwe vanditorera mari (vamwe vanditorera)
Asi zvandiri harisi dhiri
Ndati chiyi?
Pazai! Pazai! Pazai! Pazai!
Simba rangu muchipwanya kunge mazai
Asi Mwari vanoona havasi hwai
Ah! Muchizviti muri ma-guy
Dzimba dzacho pazai! Pazai! Pazai!
Muchiona eh-h!
Chiba-ba-ba-ba-ba!
Ndochema (pazai) hupenyu pahunorema
Asi chinondinyaradza magitare (tare)
Ndakazvitangira kuMbare (Mbare)
Regai nhasi nditaure (taure)
Ndiimbe vanhu vatandare (tandare)
Ndati, "Magitare ndoanondinyaradza."
Nyangwe vachida kundinyaudza
Asi ndovaratidza kuti ndinongoramba ndichikwapaidza
Television ting
High definition
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
