Janet Manyowa – Anotida Lyrics
Anotida Lyrics
Mumwe ariko kum'soro
Anotida
Rudo rwake rwaakakomba
Ano
Hama dzedu
Hama dzedu
Dzino
Dzinotiza
Zvimwe dzinga
Zvimwe dzinga
Titambudze
Titambudze
Haana
Haana kuti
Kuti nyengedza
Nyengedza
Anotida
Anotida
Kumuziva
Kumuziva
Ndoupenyu
Ndoupenyu
Anotida
Anotida
Wakatipa
Wakatipa
Zvinhu zvose
Anotida
Anotida
Tanga tiri
Tanga tiri
Kure kure
Kure naye
Wakatitenga
Wakatite
Tenga neropa
…nga neropa
Zvino tachengetwa
Zvino tache
Tachengetwa
Ngetwa naye
Anotida
Anotida
Oh Jesu ndiye
Jesu ndisha
Ndishamwari
Mwari wedu
Anotida
Anotida
Woda kuti
Woda kuti
Ropafadza
Ropafadza
Anotida
Anotida
Mwoyo yedu
Mwoyo yedu
Inomuda
Inomuda
Yoda
Yoda kusho
Kushove
Vedzwa naye
Ohhhh
Zvirokwazvo
Nechokwadi
Nechokwadi
Anotida
Anotida
Anotida
Anotida
Tanga tiri
Tanga tiri
Kure kure
Kure naye
Wakati
Wakatite
Tenga neropa
Nga neropa
Zviro kwazvo
Zviro kwazvo
Nechokwadi
Nechokwadi
Anotida
Anotida
Murumbidze
Anoregerera zvivi
Anotida
Hondo dzedu
Dzinokundwa nekuti
Anotida
Anotipa zvipo zvose
Opa nemakomborero
Achatipa noutsvene
Nekuti
Anotida
Zvirokwazvo
Nechokwadi
Anotida
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
