Tocky Vibes – Muchaita Sei Lyrics
Muchaita Sei Lyrics
Zvamakaona nezvamakanzwa ndizvozvo
Ndiri kuuya nazvo (me-e-e)
Tele
Ngiriri
Halo?
Solid Records
Nhai veduwe
Veduwe kupi?
Mudzimu wakupa chironda kuti nhunzi dzikudye dzine madhlo
Unofira mumaoko mevanhu sechibhorani
Matangisa ma1
Ndikuudze hama kuti zviya zvakandiwira (matangisa ma1)
Zvakafambisa evhangeri, ngoma dziri kurira
Saka muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Munoda kundisvereredza
Kana kutozama kundinyararidza
Ende majaira kundimanikidza
Pachinzvimbo chekundiperekedza rwendo
Anoramba neni ndichamuramba
Matangisa ma1
Yaunonditamba ndiyo yandichakutamba
Zvakafanana
Ndikuudze hama kuti zviya zvakandiwira (zvakafanana)
Zvakafambisa evhangeri, ngoma dziri kurira
Saka muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei? (Tangisa ma1)
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Vamwe vanhu kutoda kukudonhedza
Vasingazive ndiwe chikonzero vakamira
Nyangwe vakabudirira kukudonhedza
Ivo havambopasare vakamira
Musi waunodonha, unodonha navo
Kana pawakasimuka, wakasimuka navo
Nhamo yakanaka, inozvitengesa yega
Nhamo yakanaka, inozvitengesa yega
Saka ndikuudze hama kuti zviya zvakandiwira
(Zviya zvakandiwira)
Zvakafambisa evhangeri, ngoma dziri kurira
(Ngoma dziri kurira)
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
Muchaita sei?
(Ngoma dziri kurira)
Doc Mudiwa, Grayhomes
(Ngoma dziri kurira)
Silent Killer paJoza
Boss Lenso paGulf
Shoko Matukutire
Gweta, Eddie Hamunakwadi
Nyaminyami Seagull
Chibaba changu Irison Nhauriro
Simple Solid
Sikiri bang, bang, bang, bang, me-e
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
