Thomas Mapfumo – Manhungetunge Lyrics

Manhungetunge Lyrics

Maiwe maiwe manhungetunge woye
Maiwe maiwe (manhungetunge woye)
Maiwe maiwe manhungetunge woye
Maiwe maiwe (manhungetunge woye)

Maiwe maiwe ndorangarira ini
Maiwe maiwe (nyika yababa)
Maiwe maiwe ndorangarira ini
Maiwe maiwe (nyika yababa)

Maiwe maiwe manhungetunge woye
Maiwe maiwe (ndonzwa mudumbu)
Maiwe maiwe manhungetunge woye
Maiwe maiwe (ndonzwa mudumbu)

Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai
Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai

Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai
Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai

Maiwe maiwe manhungetunge woye
Maiwe maiwe (manhungetunge woye)
Maiwe maiwe manhungetunge woye
Maiwe maiwe (manhungetunge woye)

Maiwe maiwe ndorangarira ini
Maiwe maiwe (nyika yababa)
Maiwe maiwe ndorangarira ini
Maiwe maiwe (nyika yababa)

Maiwe maiwe manhungetunge woye
Maiwe maiwe (ndonzwa mudumbu)
Maiwe maiwe manhungetunge woye
Maiwe maiwe (ndonzwa mudumbu)

Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai
Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai

Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai
Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai

Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai
Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai

Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai
Kuchema chete nguva dzose
Hapana kufara mwana wamai

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.