Thomas Mapfumo – Ngoma Yekwedu Lyrics
Ngoma Yekwedu Lyrics
Zvandaive ndiri mwana mudiki mai vachandida
Ko zvino ndave mukomana mukuru ndofa ndiri ndega
Hwahwa ndinomwa, fodya ndoputa
Zvose ndoita
Chasara kusiya mukomana panyika
Ngoma ngairire
Kana ngoma yekwedu yorira, mukoma svetuka
He mukoma ahonde
Kana ngoma yekwedu yorira, mukoma svetuka
He mukoma ahonde
Kana ngoma yekwedu yorira, mukoma svetuka
He mukoma ahonde
Kana chembere dzekwedu dzotsika pasi, svetuka
Ho mukoma ahonde
Kana chembere dzekwedu dzotsika pasi, svetuka
Ho mukoma ahonde
Kana mhandara dzekwedu dzotsika pasi, svetuka
Heh mukoma ahonde
Chinungu chandikonze musana
Chandikonze musana
Chinungu chandikonze musana
Chandikonze musana
Chinungu chandikonze musana
Chandikonze musana
Chinungu chandikonze musana
Chandikonze musana
Chinungu chandikonze musana
Chandikonze musana
Chinungu chandikonze musana
Chandikonze musana
Chinungu chandikonze musana
Chandikonze musana mai we-e
Woah ahoaw ho-oh awoha
Jackson ngoma huwe woviga nyama iri muhomwe iwe
Jackson ngoma huwe woviga nyama iri muhomwe iwe
Joyce chenjera zirume rako rinoruta
Wonyepa, wonyepa, wonyepa maihwe
Joyce chenjera zirume rako rinoruta
Wonyepa, wonyepa, wonyepa maihwe
Ndakariona richichachura rongo renyama kwavambuya iwe
Kunyepa kunyepa maihwe
Ndakariona richichachura rongo renyama kwavambuya iwe
Kunyepa kunyepa maihwe
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.