Holy Ten – Mafia Lyrics

Mafia Lyrics

Eh (eh, eh, eh, eh)
Yeye, yeye, yeah

Usatambe nana Judah, vauda kundinyudza muriver
Isu toda mari zvekusvika pakutamba inorira
Pata tichidhidha imi manga makakushta
Handidi level reguzha

Ndoda mafia (hu) mafia
Ndoda mafia (hu) mafia
Ndoda mafia

Uri mero, uri mero ya, ndazikisa skero ya
Ndadzosa ku-zero ya (ndahodhesa bhero ya)
Pamwe pandaifunga zvandaifunga wakazvironga
Zvanga zviri mupfungwa

Takasangana muchurch, tikasangana mubhawa
Kusangana pa-base tikatamba 1 hour
Ukabva wandirasa, ukabva wandirasa (hu)
Zvaizvezvi ndirikuda, zvaizvezvi ndirikurwa
Zvaizvezvi muri tumbwa, zvaizvezvi ndiri (hu)

Ndoda mafia (hu) mafia (ha-a-a-a)
Ndoda mafia (hu) mafia (ha-a-a-a)
Ndoda mafia

Ndongoda kufamba nemazenya kana ndichifamba nema gen'a
Nekuti pazvorema, eh ndongorapwa patobhema
Ndongoda gang gang, ehe
Ndakuda kufamba nejenjere

Zvaizvezvi ndirikunwa, zvaizvezvi muri kudzva
Zvaizvezvi muri tumbwa (hu)

Ndoda mafia (hu) mafia (ha-a-a-a)
Ndoda mafia (hu) mafia (ha-a-a-a)
Ndoda mafia

Vakandibhiringisha, ndakavavhiringidza, shungurudza
Pandakavhurumuka, pandakagunduruka, ndichikudubuka
Tiki taka takatakatika (takatakatika)
Tiki taka takatakatika (takatakatika)
(Takatakatika ndaenda nenyika)

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.