Bazooker – Handikwerete Lyrics

Yeyeye
Straight outta Maselo
Passion Java hello
Hapana kana chawaimboziva kuti ndanga
Ndine one short randaisada kana kumbosiya
Bhutsu iya yawaifarira ndine munhu wandaienda kunokumbira
Chimoko

Waifarira tracksuit yandaipfeka
Ichi matcher nekajumpsuit kawaipfeka
Ndaisada kuti wangu uyu agondiseka
Iwe uchiti Colle hapana chaunolacker

Paden ndaibuda ndine nyota
Ndomhanya kunokumbira mota
Passion Java akamboda kundisota pamwe dai ndakambouya ndine helicopter

Asi handaiketa kuti haukendenge
Ndichiita chitsotsi Chidhumo Masendeke
Ende mazirudo ako haatengeke ndiwe waita kuti ndizoti handikwerete
Shaa

Ikako kakuku bilivisa
Ndikako kakatondisimbisa
Kana zviri zviroto so my dreams come true
Chiona handikwerete – Handikwerete


Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete – handikwerete
Paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva kuti handikwerete – Handikwerete


Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete – handikwerete
Paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva

Ndini mickey mouse mugore regonzo
Ndichakuda kusvika ndabata mudonzvo
Handikwerete zvinhu zvese ndinazvo
Zimansion iro ririmberi kwazvo
Taimbonzvenga hurombo Jeso idombo

Ndiani aiziva tichafamba neLambo
Koti iPhone iyo woti ch…
Kupfeka zvimaGucci flambo
Vanomaka muchaneta pace ndaka setter
Pamwana uye muchindi under-rater mm-mmh
Pane rudo rwata peta
Mwari ane hanya havafe vakaneta

Chiona handikwerete
Handikwerete
Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete – handikwerete
Paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva kuti handikwerete – handikwerete

Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete – handikwerete
Paya ndichingokiya kiya

Hapana kana chawaimboziva kuti ndanga
Ndine one short randaisada kana kumbosiya
Bhutsu iya yawaifarira ndine munhu wandaienda kunokumbira
Chimoko

Waifarira tracksuit yandaipfeka
Ichi matcher nekajumpsuit kawaipfeka
Ndaisada kuti wangu uyu agondiseka
Iwe uchiti Colle hapana chaunolacker

Paden ndaibuda ndine nyota
Ndomhanya kunokumbira mota
Passion Java akamboda kundisota pamwe dai ndakambouya ndine helicopter

Asi handaiketa kuti haukendenge
Ndichiita chitsotsi Chidhumo Masendeke
Ende mazirudo ako haatengeke ndiwe waita kuti ndizoti handikwerete
Shaa

Ikako kakuku bilivisa
Ndikako kakatondisimbisa
Kana zviri zviroto so my dreams come true
Chiona handikwerete – Handikwerete


Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete – handikwerete
Paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva kuti handikwerete – Handikwerete

Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete
Paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva