Carol Mujokoro – Haiwa Jehovah Lyrics
Haiwa Jehovah Lyrics
aiwa jehova makaita denga nepasi nesimba renyu guru rinoshamisa hakuna chinhu chinokukonai mukatiropadza vana venyu
Munoisa mufaro mukati memoyo yedu monotirwira nguva dzose.
oooh mwari Ndiani akapiwa rumbidzo semi ishe murikudenga ngirozi dzoimba kurumbidza imi mwari simba renyu rinoshamisa mabasa makuru.
Murumbidzei mwari anoshamisa akaita nyika nekuzara kwayo makomo ne nzizi ishe wakasika masango nemhuka mwari akasika
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
