Devera Ngwena Jazz Band – Ndichakutiza Lyrics
Ndichakutiza Lyrics
Kana wandida ini ndakutora
Kana wandida ini uchagara bhoo
Kana wandida ini ndakutora
Kana wandida ini uchagara bhoo
Zvese ndichakupa, tunotapira netunovavira
Kana wandida ini zvese uchazviwana
Zvese ndichakupa, tunotapira netunovavira
Kana wandida ini zvese uchazviwana
Nhasi zviripi zvese zvawaindiudza?
Nhasi turipiko tunotapira twawaireva?
Nhasi zviripi zvese zvawaindiudza?
Nhasi turipiko tunotapira twawaireva?
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga
Chimbidza, chimbidza, chimbidza
Chimbidza, chimbidza, chimbidza
Eyi, eyi, eyi, eyi
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
