Enzo Ishall – Kanjiva Lyrics

[Intro]
Aka kekumaflats kuMbare
Kadance kabuda nekuMatapi
Ndisingazoziva hangu kuti nechepapi
Muchavaona varidzi vacho kuti ndevapi
Ikaka

[Chorus]
Aka ikaka aka
Kanjiva
Aka ikaka aka
Kanjiva
Kakaiswa apa
Kanoiswa apa
Kozoiswa apa apa apa
Kakauya apa
Kachaenda apa
Kozoenda apa apa apa
Ikaka

[Verse 1]
Ikaka karikucreanwa
Vanoshaya remuromo remukanwa
Ikaka
Kobva kanzi pagirazi
Kakanzi pause kachadzoka karieasy
Ikaka
Ehe karikunaka
Ah ah ikaka
Ah ah ikaka
Iwe ita uchitarisa mupaka
Ichi chinotanga chiriaka
[Chorus]
Aka ikaka aka
Kanjiva
Aka ikaka aka
Kanjiva
Kakaiswa apa
Kanoiswa apa
Kozoiswa apa apa apa
Kakauya apa
Kachaenda apa
Kozoenda apa apa apa

[Verse 2]
Kanenge kachatinetsa
Usashamisike kachibva kavanonotsa
Hakaziriko kanojobora domasi
Dzika dzika nako zasi zasi
Handichada nako
Kubva kuita senge kawedzerwa
Tuma sum’n
Tunhingi nhingi chichibva chanoti bam
Kumaterrace ese umo mustadium
Kadairwa nekuti yava money game
Eh

[Chorus]
Aka ikaka aka
Kanjiva
Aka ikaka aka
Kanjiva
Kakaiswa apa
Kanoiswa apa
Kozoiswa apa apa apa
Kakauya apa
Kozoenda apa
Kachaenda apa apa apa
[Verse 3]
Aka kava kangu
Iwewe enda unotsvaga kako
Ungandimenyere senge kanemakoko
Hatikutembe unogona kungondibvutira
Manje handisi tsaga ndahwandisa
Ndakutsunyira
Tembani, Sam naN’anin’ani
Levels, Fazh naFantan
Tenge tinaTamuka
Daidza Gabu naDada

[Chorus]
Aka ikaka aka
Kanjiva
Aka ikaka aka
Kanjiva
Kanoiswa apa
Kozoiswa apa
Kozoiswa apa apa apa
Kakauya apa
Kachaenda apa
Kozoenda apa apa apa

[Outro]
Aka ikaka aka
Karikucreanwa naBruce