ExQ – Bluetick (feat. Freeman HKD) Lyrics

Bluetick (feat. Freeman HKD) Lyrics

ExQ pon the mic
Freeman pon the mic
Tamuka pon the beat

Sly, munhu wangu arikutsomwa nemaguys (huh?)
Ndiwe mumwe wangu, tsiura ma gyalis (masmall mdara)

Ngapasawane anopinda pakati
Nyangwe zvikadii
You know about me, you know everything
Nyangwe zvikavadhinha
Vachauya kwauri vachiti kadhiri
Gara wabuda mazviri
Pasawane anopinda pakati
Isa cement nezvidhinha

Babe, vamwe vachauya ne agenda
Ukada kungovapa mukana, unoyenda
Isa bluetick, vamwe magroupie
Saka kana tayenda tinenge tayenda
Pakuda finesse, pakuda chebanter
Ukangodaro havagone kudefender
Isa bluetick, love haidi groupie
Saka kana tayenda tinenge tayenda

Chakanaka chinodiwa nemunhu wese
Hapana asingakudewo
Chero chawada ndinokupa nemoyo wese
Chii chandisingakupewo?

Vese vachakupfimba, blueticka
Vachaka kukukumbira, blueticka
Vachaedza kukusofta, edza kukucoxa
Edza kukumonza asi blueticka

Vese vachakupfimba, blueticka
Vachaka kukukumbira, blueticka
Vachaedza kukusofta, edza kukucoxa
Edza kukumonza asi blueticka

Ibopoto, babe, ibopoto
Kudanana ne celeb yenge hondo
Problem yavo iri papi?
Vaudze kuti uri chimoko chaPapi

Ikoko, tichasvika ikoko
Rudo rwedu harwusi rwemukoto
Mhm, problem yavo iri papi?
Havadi kuona wakambundirwa naSly

Havadi kungoona, siya zvakadaro
Vakuda kubata, vakuda kujegera
Vakuda hukama, manje ndovapedzera
Futi ndine mheni, zvamanje ndovasendera

Chakanaka chinodiwa nemunhu wese
Hapana asingakudewo
Chero chawada ndinokupa nemoyo wese
Chii chandisingakupewo?

Vese vachakupfimba, blueticka
Vachaka kukukumbira, blueticka
Vachaedza kukusofta, edza kukucoxa
Edza kukumonza asi blueticka

Vese vachakupfimba, blueticka
Vachaka kukukumbira, blueticka
Vachaedza kukusofta, edza kukucoxa
Edza kukumonza asi blueticka

Don't mind them, don't mind them, blueticka
Don't pay them no attension, blueticka
Mr. Putiti with the Gyalis King
Tamuka, the magic show them, blueticka

Don't mind them, don't mind them, blueticka
Don't pay them no attension, blueticka
Mr. Putiti with the Gyalis King
Ah, Tamuka, blueticka

Taneta nanaMurondatsimba ivava
ExQ, taneta nanaMurondatsimba ivava

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.