Fungisai Zvakavapano Mashavave – Mufaro Washe Lyrics

Mufaro Washe Lyrics

Hey Mr Brown, you wanna make something sick?

Ah ah
Oooooh ooh ooh

Handi nyengerere Satani
Handi nyengerere Satani
Andi nyengerere Satani
Andipe chanzi Satani
Kwandabva kure kure
Andidzokere shure
Ndoenda mberi
Kwandabva kure kure
Andidzokere shure
Ndoenda mberi

Mwana waMai Maria ndiye arikurira mumba manguwe
Mufaro waIshe Jesu ndiroka simba rangu
Kufara isarudzo

Andi nyengerere Satani
Andi nyengerere Satani
Akauya kucomments section
Ini andimbogaya
Ndogara kuma terrace
Akauya kuinbox kwangu
Ini andikendenge
Ndobhloka mamessage
Akauya mumba mangu
Ini andikendenge
Ndogarira vana vangu
Akauya kubasa kwangu
Ini andikendenge
Ndogarira basa rangu

Mwana waMai Maria ndiye arikurira mumoyo manguwe
Mufaro waIshe Jesu ndiroka simba rangu
Kufara isarudzo
Ah ah
Ah ah

Mwari Baba, Mune tsitsi
Mune ngoni, Muno gona
Musazotisiye takadaro
Tiri vana vanhasi, ama2000 aya
Musazotisiye takadaro
Chero tikati atikendenge, atitsiurike, atibatike
Musazotisiye takadaro
Oooooh oooh oohh ooh

Jesu ki Morena
Keya ora fela mudi waruna
Jesu ki Morena
Keya ora fela mudi waruna
Jesu ki Morena
Keya ora fela mudi waruna
Jesu ki Morena
Keya ora fela mudi waruna

Mufaro washe, (mufaro washe) mufaro wangu
Mufaro washe, (mufaro washe) awuwa mufaro wangu
Mufaro washe, (mufaro washe) mufaro wangu
Mufaro washe, (mufaro washe) awuwa mufaro wangu
Mufaro washe, (mufaro washe) mufaro wangu
Mufaro washe, awuwa mufaro wangu
Ah ah

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.