Gemma Griffiths – Maita Basa Baba Lyrics

Maita Basa Baba Lyrics

Scarfmore Records
Mwari tinoda kutenda, tiriko kuMangoma Depot
Ndini Gemma, ah

Wasvika munamato wedu, manzwa kuchema kwedu
Mapindura munamato wedu, marwa hondo dzedu
Tiri kushaina nemi, baba tiri kufamba nemi
Ndimi Mwari wedu ndimi, hakuna mumwe wakaita semi

Maita basa baba, maita basa baba, maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa

Nzira dzedu dzachena, mabva matisetera pena
Satan achera mwena, atiza ananga gehena
Saka halleluyah, halleluyah, halleluyah
Tine makomborero

Maita basa baba, maita basa baba, maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Maita basa baba, maita basa baba, maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa

Wasvika munamato wedu, manzwa kuchema kwedu
Mapindura munamato wedu, marwa hondo dzedu
Tiri kushaina nemi, baba tiri kufamba nemi
Ndimi Mwari wedu ndimi, hakuna mumwe wakaita semi

Maita basa baba, maita basa baba, maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Maita basa baba, maita basa baba, maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa

Maita basa baba, maita basa baba, maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Maita basa baba, maita basa baba, maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa

Scarfmore Records

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.