Holy Ten – Zvivindi Lyrics

Zvivindi zvekutofunga vanhu vevanhu une zvivindi
Zvekuda kufuga jira repano une zvivindi
Zvekuda kupfuura panopera muganhu une zvivindi
Asi zvivindi zveiko? Seiko?

Pacho panoropafadzwa pacho pakabatanidzwa
Pacho pakatangwa imba ndo panotamba imbwa
Mwari nanhasi andinzwisise
Why vanhu kuita ma guts
Zvamakaronga imi kuti zvimiswe imi

Aiwa imbodya spoon yenyadzi please
Imbodya spoon yenyadzi
Utori newako waunoti wako
Hameno kuti uku lacker chii
People invest wo mukuda munhu
Iwe you wrestle wobva waruma

Poita ma apples poita ainyumwa
Tumai mheni irove munhu
Musha unotsva tumai Benji arove gotsi
Pafeya muti unooma makatinzwira mumanzwira
Pataka rwira muma bira

Amana marira
Asi kugara uku zvanziko apa
Dikita renyu dirai kumwe
Mirai kure kumusha kwenyu
Munhun wese vanodya vanoisa munhu pa menu

Kusvika Jesu vadzoka
Ngatirangane pachedu, mumwe wedu

Aiwa une zvivindi zvekutofunga vanhu vevanhu
Mugovera kusvika Chishanu
Uneshohwera une musikanzwa
Zvichakudzokera ingopa karma time
Unoda zvekumaraini
Asi ichadambuka twine

Aiwa wangu une zvivindi zvekutofunga vanhu vevanhu
Une zvivindi
Zvekuda kufuga jira repano une zvivindi
Zvekuda kupfuura panopera muganhu une zvivindi
Asi zvivindi zveiko?

Zvivindi zvekutofunga vanhu vevanhu
Une zvivindi
Zvekuda kufuga jira repano une zvivindi
Zvekuda kupfuura panopera muganhu une zvivindi
Asi zvivindi zveiko?