Jah Master – Hello Mwari Lyrics

Levels Production
Chillspot
Jah Master
Kurungai Kurungai Kurungai
Kurungai ndiani?
Asi rasta imi mave kumhanya bani
Haazi mafunny
Ndonzi baba Tichafa kana kuti Jordan
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti
Hello Mwari
Pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iphysically asi dei yanga iri spiritually
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Ndakavasetera gokora
Ndichidaka mora
Vachaona hora
Vachatsenga sora
Ngoma ndakatemwa nyora ini
Vachatorwadziwa havasati vapora
Ngoma tine Bhaibheri
Takadzinamatira kutemberi
Chishuwo
Tiende mberi
Kuti mangwana tisazoperi
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti
Hello Mwari
Pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iphysically asi dei yanga iri spiritually
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Ndosaka ndati
Chinzwa but
You know what
Ndiri mbinga inini but handina Bugatti
Tarira chiskin ndinoera ini but ngoma mnandi
Vandiona ndichifamba
Ndichifamba ndichitamba
Zvikandzi uyu anoshaina
Vandiona kumashure vakati-
Zvikanzi anofamba achiwaina
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti
Hello Mwari
Pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iphysically asi dei yanga iri spiritually
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Ndakavasetera gokora
Ndichidaka mora
Vachaona hora
Vachatsenga sora
Ngoma ndakatemwa nyora ini
Vachatorwadziwa havasati vapora
Ngoma tine Bhaibheri
Takadzinamatira kutemberi
Chishuwo
Tiende mberi
Kuti mangwana tisazoperi
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti
Hello Mwari
Pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iphysically asi dei yanga iri spiritually
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Levels Production