Jah Prayzah; Dakari; Gemma Griffiths – Shungu (feat. Gemma Griffiths) Lyrics

Shungu (feat. Gemma Griffiths) Lyrics

Dakari, let the beat play

Ndini ndorera nekuchengeta
Nguva yechando ndovesa moto
Ndokubata se-, semwana wamambo

Asi ndiri kudanana ndege kuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
Hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu

Ndodawo
Kudiwawo
Manheru takarara
Mukurota makavambawoka
Uchidana zita rangu

Asi ndiri kudanana ndege kuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
Hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu

Hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.