Jah Prayzah – Svovi Lyrics

Cheka, kana ndakacheka mucheka
Bokola, kana ndichifamba nadarlie wangu
Seta, vasikana vakunzwa nyota
Bokola, twunhu twandinoita nadarlie wangu

Svovi yangu tichango fanmba tiri munzira imweeyo
Svovi yangu, tichango ita chero zvadiwa nehana

Sunga, sungano kuti nganganga sunga
Kiya, kana mbambamba kiya
Nhongai nyama vasikana ndati imwai mhamba
Vharai dama, vakomana ndati chinjai mupaka

Halla, kana wandigaya halla
Tamba, zvinyoro nyoro semukaranga
Gaya, gayaa. Ukandidzvinyira uchandigaya