James Chimombe – Zvaitika Lyrics

Zvaitika Lyrics

Ndaitaura sendine mushonga mukanwa
Ukawanza shamwari, uchandiramba rimwe zuva hona zvaitika
Ndaitaura sendinopenga, ukawanza shamwari
Uchandiramba rimwe zuva hona nhasi zvaitika

Ndaitaura sendine mushonga mukanwa
Ukawanza shamwari, uchandiramba rimwe zuva hona zvaitika
Ndaitaura sendinopenga, ukawanza shamwari
Uchandikanya rimwe zuva hona nhasi zvaitika

Zvazoitika, wandiramba
Zvazoitika, zvandaitaura
Waterera zvemakuhwa
Muromo wangu uyu, hauwire pasi
Uchandifunga wo, ndava kure kure

Kure, kure, kure
Kure, kure, kure
Kure, kure, kure
Kure, kure, kure

Vamwe vedu havafari, kutiona tichidanana
Havasi vese vanofara, kutiona tichidanana
Zvazoitika, wandiramba
Waterera zvemakuhwa
Muromo wangu uyu, hauwire pasi
Uchandifunga wo, ndava kure, kure

Kure, kure, kure
Kure, kure, kure
Kure, kure, kure
Kure, kure, kure
Kure, kure, kure

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.