Janet Manyowa – Muripo Lyrics

Muripo Lyrics

Maziso angu achatarisa kudenga
Ooo kwamuri Muponesi
Muchengeti wemweya wangu
Nenzeve dzangu dzichaterera kwamuri
Oooo mandiropafadza
Mamuri ndawana rwiyo

Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiye ndega
Ooo Ishe wangu

Nemoyo wangu uchatsvaga Imi
Moga
Ooo hapana chingatore
Nzvimbo yekuvepo kwenyu
Ishe mamuri ndawana
Zvose zvandoshuwira
Ooo kubva panguva ino
Ndaziva muripo

Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiye ndega
Ooo Ishe wangu

Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandida
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandipa

Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandipa
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichenesa
Mandida

Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichenesa
Mandipa
Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandipa

Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandida
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandipa

Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuna kundisiya, hamuna kundisiya
Hamuna kundisiya ndega

Pakufara pakuchema
Ishe muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiya ndega
Ooo Ishe
Ooo Ishe wangu
Muripo

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.