John Chibadura and Tembo Brothers – Chisingapere – Original Lyrics

Chisingapere – Original Lyrics

Hapana chisingapere
Hapana chisingapere
Hapana chisingapere
Zvese zvese zvinopera
Hapana chisingapere
Hapana chisingapere
Hapana chisingapere
Zvese zvese zvinopera

Kana zvako ukapfuma
Kana zvako ukanditsvinyira
Nerimwe gore zvichapera hapana chisingaperi
Kana zvako ukapfuma
Kana zvako ukanditsvinyira
Nerimwe gore zvichapera hapana chisingaperi

Kana zvako ukandizvonda
Kana zvako ukandivenga
Nerimwe gore uchandifarira hapana chisingaperi
Kana zvako ukandizvonda
Kana zvako ukandivenga
Nerimwe gore uchandifarira hapana chisingaperi

Hapana chisingaperi chokwadi

Hapana chisingaperi chokwadi
Hapana chisingaperi chokwadi
Hujaya hunopera wani
Humhandara hunopera wani
Mbiri inopera wani
Runako runopera wani
Hupenyu hunopera wani
Chisingareri chinoshura hamadzangu

Hujaya hunopera wani
Humhandara hunopera wani
Mbiri inopera wani
Runako runopera wani
Hupenyu hunopera wani
Chisingareri chinoshura hamadzangu

Hapana chisingaperi chokwadi
Hapana chisingaperi chokwadi
Hujaya hunopera wani
Humhandara hunopera wani
Mbiri inopera wani
Runako runopera wani
Hupenyu hunopera wani
Chisingareri chinoshura hamadzangu

Hujaya hunopera wani
Humhandara hunopera wani
Mbiri inopera wani
Runako runopera wani

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.