Leonard Dembo, Barura Express – Magome Lyrics
Magome Lyrics
Nhamo yandinayo iyi, ihombe iyi baba
Inotoda kuti mundinunurewo
Nhamo yandinayo iyi, ihombe iyi baba
Inotoda kuti mundinunurewo
Ndati fambe, fambe ndiwane chekuraramisa mhuri
Kwandinopiwa kwacho kune magome
Ndati fambe, fambe ndiwane chekuraramisa mhuri
Kwandinopiwa kwacho havadi ava
Ndati fambe, fambe ndiwane chekuraramisa mhuri
Kwandinopiwa kwacho kune magome
Ndati fambe, fambe ndiwane chekuraramisa mhuri
Kwandinopiwa kwacho havadi ava
Vana vangu vanochema nenzara ava
Vanotoda kuti muvanunurewo
Vana vangu vanochema nenzara ava
Vanotoda kuti muvanunurewo
Nhamo yandinayo iyi, ihombe iyi baba
Cheukai shure musatifuratire
Nhamo yandinayo iyi, ihombe iyi baba
Cheukai shure musatifuratire
Nhamo yandinayo iyi, ihombe iyi baba
Cheukai shure musatifuratire
Nhamo yandinayo iyi, ihombe iyi baba
Inotoda kuti mundinunurewo
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
