Leonard Dembo, The Barura Express – Chiri Mberi Mutoro Wamambo Lyrics

Chiri Mberi Mutoro Wamambo Lyrics

Shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo iwewe

Shamwari yemwoyo apa wazondikanganisa shuwa

Shamwari yemwoyo apa wazondigumbura iwewe

Shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo shuwa

Wakataura wega kuti tichauya toenda
Tonoona mudiwa wangu asi wakakona

Wakataura wega kuti tichauya toenda
Tonoona mudiwa wangu asi wakakona

Wakataura wega kuti tichauya toenda
Wakanga watumwa naniko shamwari yekunyepa?

Shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo iwewe
Shamwari yemwoyo apa wazondigumbura shuwa
Shamwari yemwoyo apa wazondikanganisa iwewe
Shamwari yemwoyo apa wazondigumbura iwewe

Wakataura wega kuti tichauya toenda
Tonoona mudiwa wangu asi wakakona
Wakataura wega kuti tichauya toenda
Tonoona mudiwa wangu asi wakakona
Wakataura wega kuti tichauya toenda
Wakanga watumwa naniko shamwari yokunyepa
Wakataura wega kuti tichauya toenda
Wakanga watumwa naniko shamwari yokunyepa

Chako ndechawadya hama yangu iwe
Chiri mberi mutoro wamambo
Chako ndechawadya hama yangu iwe
Chiri mberi mutoro wamambo
Vimba nechawadya hama yangu iwe
Chiri mberi mutoro wamambo

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.