Nashie Zim, Nyasha David – KUNGE NGIROZI Lyrics

KUNGE NGIROZI Lyrics

Woo-oo
(Wyne beats)
Shaa ndiwe
Mutumwa werudo aridza hwamanda
Mutumwa werudo aridza hwamanda
International

Une bvudzi raka yerera
Kunge Zambezi
Urikupenya kumeso kunge ngirozi
Raka yererera kunge Zambezi
Urikupenya kumeso kunge ngirozi
Shaa ndiwe
Shaa ndiwe
Wandinopenga naye
Shaa ndiwe
Shaa ndiwe
Wandinopenga naye

Ndakuona kare wakanditarira muziso
Ndakapenga kare pandakakuonawo chiso
Ende makanaka
Makanaka mai mwana
Makanaka
Makanaka mai mwana

Une bvudzi raka yerera
Kunge Zambezi
Urikupenya kumeso kunge ngirozi
Raka yererera kunge Zambezi
Urikupenya kumeso kunge ngirozi
Shaa ndiwe
Shaa ndiwe
Wandinopenga naye
Shaa ndiwe
Shaa ndiwe
Wandinopenga naye

Ndiwe
Ndiwe
International

Mune masukutirwa
Tumakomba pamuno nyemwerera
Ndonzwa kufufutirwa
Mai mwana munondisesekedza
Pandinotarisa mboni
Idi kudai, ndini svovi
Munozvi vharisa handioni mumwe
Chandino shuvira chinhu chimwe
Kuti imi neni tive mumwe
Ndaona tichiimba rure rure
Takabata rusvava mumambure iii-ih

Une bvudzi raka yerera
Kunge Zambezi
Urikupenya kumeso kunge ngirozi
Raka yererera kunge Zambezi
Urikupenya kumeso kunge ngirozi
Shaa ndiwe
Shaa ndiwe
Wandinopenga naye
Shaa ndiwe
Shaa ndiwe
Wandinopenga naye

Shaa ndiwe
Ndiwe
Shaa ndiwe
Wandinopenga naye
Wandinopenga naye
Shaa ndiwe
Wandinopenga
(Wyne beats made it)

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.