Nyami Nyami Sounds – Ndiani Apisa Moto Lyrics
Ndiani Apisa Moto Lyrics
Ndianiko wapisa moto? (Heya-hee)
Ndianiko wapisa moto?
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)

Ndewani mwana wasipa moto? (Heya-hee)
Ndewani mwana wasipa moto?
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Ndianiko wapisa moto? (Heya-hee)
Ndianiko wapisa moto?
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Kwa Nematombo moto watsa (heya-hee)
Kwa Nematombo moto

KwaChanetsa dzimai moto uyo (heya-hee)
KwaChanetsa dzimai moto uyo
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Imi vakomana imi, ndinobvunza apisa moto
Kana paine apisa moto
Akwire kudenga ashedzere vari kumusha
Vauye vadzime moto uyu
Moto uyo
Moto, moto, moto, moto, moto, moto
Watsva, watsva, watsva, watsva, watsva, watsva
Vakomana moto watsva (heya-hee)
Ndati vakomana moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
KwaChanetsa moto uyo
KwaChanetsa moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
KwaChanetsa moto watsva (heya-hee)
KwaChanetsa moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
VekwaMapoka dzimai moto uyo (heya-hee)
VekwaMapoka dzimai moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Kana paine ane mwana apisa moto uyu
Akwire mudenga, ashedzere vari kumusha
Vauye vadzime moto uyu
Moto wakuendererera
(Heya-hee)
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
(Heya-hee)
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
(Heya-hee)
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
(Heya-hee)
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
VaMukwesha moto uyo (heya-hee)
VaMukwesha moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Baba Mukanga moto watsva (heya-hee)
Baba Mukanga moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Baba Makasu moto watsa (heya-hee)
Baba Makasu moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Baba Wadiwo moto uyo (heya-hee)
Baba Wadiwo moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
VaWadiwo moto watsva (heya-hee)
Baba Wadiwo moto kuno
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Baba Zhakata dzimai moto uyo (heya-hee)
Baba Zhakata dzimai moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
VaMasango moto uyo (heya-hee)
Baba Masango moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Vana Gomewo moto watsva (heya-hee)
Vana Gomewo moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Vakomana uyo (heya-hee)
Vakomana moto
(Kwira mudenga ushedzere vari kumusha kumusasa)
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.