Oliver Mtukudzi – Dzokai Lyrics

Dzokai Lyrics

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Waindambire warova
Wafuratira pwere
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Waindambire warova
Wafuratira pwere
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nhawo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Hubaba hwemanje madzoro
Ndikafa munowana mumwe
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Hubaba hwemanje madzoro
Ndikafa munowana mumwe
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Vamakasiya vaya
Havana muchengeti
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Vamakasiya vaya
Havana muchengeti
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!
Dzoro riye raramba
Hubaba hwuye hwaenda
Hwashaya mudengezeri

Dzokai nahwo hupfunde!

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.