ProBeatz – Banga Lyrics
Wakatiwona takatyora pakona
Ndudu dzedu takamona (uhmmm hmm) ibanga iroro
Amwa chibuku neamwashampopo
Endgame racho kudhakwa
Uhmm-hmm ibanga iroro
Wadya mupunga kana wadya manhuchu as long as iwewe waguta uhmmm hmmm
Ibanga iroro
Vakatumira bveni iwe tumira mheni, avasi kukuziva mhani
Hmm-hmm I banga iroro
Uhmmm hmm ibanga iroro
Uhmmm hmm ibanga iroro
Zvino zuva racho zvaratovanyura njuga dzacho dzakamira hmmm
Ibanga hereee?
Azvina basa todhonza tambo kana zvakawoma tochinja musambo
Vanozviketa kuti tinocheka kunge bhemba
Usambopererwa chinja mazano
Usambomira ramba iwe uchicheka mhani iwe
Uchicheka masettings, cheka your balance
Ramba uchicheka uchicheka cheka cheka
Ibanga iroro
Uhmmm hmm ibanga iroro
Uhmmm hmm ibanga iroro
Uhmmm hmm ibanga iroro ohhh
McHudos on the track