Qounfuzed – 9ine Lyrics

9ine Lyrics

Let go, 9ine, Di Don (aiwa kana I don't wanna let go) KSG

Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira, kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuono (kutyoka, tyoka)
Ndianiko akukoka kuno

Haaa
Slow whine
Munda uyu ndodawo kuwukohwa ini
Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
Hameno hako, mhamha vakakuona uri urikurohwa

Chiuno chake kunge propeller
Vasingagone huyai muzokopera
Ndokumbirawo kukochekera
Besu rako richiwombera

Ndine skiri randiri kuda kuyedza
Wakandigarira uchitenderedza
Ndakakubata chete handimbokuregedza
Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza
(Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza)

Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuno (kutyoka, tyoka)
Ndianiko akukoka kuno?

Haaa, slow whine
Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini
Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
Hameno hako mhamha vakakuona urikurohwa
Haa

Hoo
Wakatakura zvinhu zvevanhu four
Aiwa kana, I don't wanna let go
Ndi-ndi, ndiwe uri kurira zvasvika kana next door
Une mhere
Saka babe kahunhu akaka kakabvepi?
(Ungazviite here munana Daddy)
Chivakashure chinozadza saga bag
Mukaka babe, wakakabepi?

Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuno
Ndianiko akukoka kuno?

Haaa
Slow whine
Munda uyu ndodawo kuwukohwa ini
Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
Hameno hako mhamha vakakuona urikurohwa
Slow whine (kamutambiro) slow whine
Chiuno kuita sechiri kudrawer (tyoka, tyoka)
Slow whine

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.