Qounfuzed – Searching (feat. Mr Konscious) Lyrics

Searching (feat. Mr Konscious) Lyrics

Searching

Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
Zvawatobuda tumatama
Varikunditi zvaunotochenawo
Ko nhaiwe zvawakatodzikama
Ndaishaya munhu anonyatsondida
Anonzwisisa kuti ndoshanda nema speaker
Kana ndaenda kubhawa asingazondibeeper
Anondi truster
Anokoshesawo peace yangu kani
Munhu anomira samomz vangu
Munhu wekuti pahondo dzangu anobatika
Ndiitei makorokoto ndakazomuwana amana

All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching

Ndaingodawo munhu akandifita
Voice riri sweeter
Anouya paden pangu kuzondipicka
Munhu anondida
Wekuti ndikapinza call yangu anoipikawo
Ndaitsvaga munhu asingazondicheata
Asingatuke masahwira angu ana Peter
Asina pressure ndikasadzoka kumba deepaz
Kunyangwe pocket money anondipawo
Ndaida munhu anoziva kuti ane benzi rake
Anonzwisisa zvingori munhu wake
Munhu wandinaye ndiyo type yake
I'm okay anonditreata fair

Nekuti Zvaindidhurira kudiwawo
Nhasi ndazowana anondidawo
Mumoyo make andiwanisawo chigaro
Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
Sha ndakudiwawo
Ndaisambofunga ndinodikawo
Ndakazowana anondidawo
Zviya zvekucheater handichadaro ini
Handichadaro

All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching

Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
Zvawatobuda tumatama
Varikunditi zvaunotochenawo
Ko nhaiwe zvawakatodzikama

Zvaindidhurira kudiwawo
Nhasi ndazowana anondidawo
Mumoyo make andiwanisawo chigaro
Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
Sha ndakudiwawo
Ndaisambofunga ndinodikawo
Ndakazowana anondidawo
Zviya zvekucheater handichadaro ini
Handichadaro

All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.