Roy & Royce – Tenda Lyrics

Tenda Lyrics

Whoa-oh, ha, yeah, ha
Whoa-oh, ha, yeah, ha
Tenda
Tenda

Pane vanenge vane shungu dzacho zvichivanetsa
Pane vanofambira kwakawanda zvichingoramba
Vamwe vanoedza mazano api zvisina chimuko
Ko iwe umire papi

Tenda (tenda), Nyadenga
Iye Jesu (zvipo)
Ramangwana riri muvana vedu
Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama)
Ramangwana riri muvana vedu

Mhururu nemheterwa tagamuchira chisikwa chitsva
Nyangwe chiri chirema tinotenda, hatingarase
Varipo vanoda vana vachivashaya
Kana watopihwa nashe
Tenda, tenda

Tenda (tenda), Nyadenga
Iye Jesu (zvipo)
Ramangwana riri muvana vedu
Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama)
Ramangwana riri muvana vedu

Tenda (tenda), Nyadenga
Tenda (zvipo)
Ramangwana riri muvana vedu
Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama)
Ramangwana riri muvana vedu

Kana watopihwa nashe
Kana watopihwa nashe
Kana watopihwa
Tenda, tenda

Ndati tenda (kana watopihwa nashe)
Ndati tenda (kana watopihwa nashe)
Yeah, yeah (kana watopihwa)
Tenda, tenda

Whoa-oh, ha, yeah, ha
Whoa-oh, ha, yeah, ha
Tenda, yeah, ha
Tenda, yeah, ha

Tenda (tenda), Nyadenga
Iye Jesu (zvipo)
Ramangwana riri muvana vedu
Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama)
Ramangwana riri muvana vedu

Tenda, ndati tenda (tenda), Nyadenga
Ndati tenda (zvipo)
Ramangwana riri muvana vedu
Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama)
Ramangwana riri muvana vedu, whoa-oh

Ndati tenda
Ndati tenda
Ramangwana riri muvana vedu
Upenyu hwakadzama, yeah
Ramangwana riri muvana vedu

Ndati tenda
Ndati tenda
Ramangwana riri muvana vedu, whoa-oh
Upenyu hwakadzama, yeah
Ramangwana riri muvana vedu, whoa-oh

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.