SaintFloew – Ndega Handigone Lyrics

Ndega Handigone Lyrics

Kevie what you do-do-do?
Svikiro what you do-do-do? (Sawilence Pro)
Sawa what you do? Hmm

Dai tiri shiri dziriri kumakore
Tarisa chiuno chake runako rwega (aha, rwega)
Umm newe ndapedza

Ndega handigoni
Kurarama ndega handizodi
Ehe takasangana long time
Takabvira long time
Ndikati ndega handigoni
Kurarama ndega handizodi (kurarama ndega)
Babe takasangana long time (kurarama ndega)
Takabvira long time (kurarama ndega)

Dai zvazonzi
Kana kufa handizofi
Ehee takasangana long time, hmm, eh
Ngatiikuchidzire more time

Takasangana kumasowe
Ndakabva naye mwana uyu, muromo mwimwi
Ndakazvipikira kumadziro zano ndega (zano ndega)
Apa chuma muchiuno kubva aturika
Mumoyo mutubu
Ndongoti ndakakustabhira
Munhu ndokukwadzira
Kwete kuku vanzira (vanzira)

Ndikati ndega handigoni
Kurarama ndega handizodi
Babe takasangana long time
Takabvira long time
Dai zvazonzi
Kana kufa handizofi
Ehee takasangana long time
Ngatikuchidzire more time

Kurarama ndega (ndega)
Ndati never
Uri clever
Newe kusvika pa-murder
Nekuti um-um
Nekuti um-um
Nekuti nekuti unondipedzera
No time ndiripi pawadeedzera (dedzera)
More time ndichingoku fenzera (fenzera)
Ndichingoku fenzera

Ndikati ndega handigoni
Kurarama ndega handizodi (kurarama ndega)
Babe takasangana long time (kurarama ndega)
Takabvira long time (kurarama ndega)
Dai zvazonzi
Kana kufa andizofi
Ehee takasangana long time
Ngatikuchidzire more time

Dai tiri shiri dziri kumakore
Tarisa chiuno chake runako rwega
Newe ndapedza

Ndega handigoni
Kurarama ndega handizodi
Ehe takasangana long time
Takabvira long time
Ndati ndega handigoni
Kurarama ndega handizodi (kurarama ndega)
Ehe takasangana long time (kurarama ndega)
Takabvira long time (kurarama ndega)

Dai zvazonzi (Sawilence Pro)
Kana kufa andizofi
Ehee takasangana long time
Ngatikuchidzire more time
(Kurarama ndega)
(Kurarama ndega)
(Kurarama ndega)
(Kurarama ndega)

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.