Seh Calaz – Munamato Wangu Lyrics

Munamato Wangu Lyrics

Gore richitanga (levels, levels)
Ho pane mumweka anenge ane zvaakaronga
Nasatana zvimwe zvacho zvinoramba
Isu hedu Chris ngatirambe tichishanda
Tombosiya zvehushamwari toita zvekutsvaga mari
Kutsvaga mari tisazodhibha kutenda Mwari
Nekuti pana Mwari ndipo pane yese mari
Saka chikumbiro changuka ngatifambe naye

Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe, woah, woah

Ndaida kuendawo mberi
Asi satan chaingondiwisirawo shure
Mwari ndinoziva kuti ndaiva kure
Zvandauya kwamuri ndibatsire ndipfuure
Nekuti makore awanda ndichishanda
Ndichironga zvinhu asi zvisingabudirire
Gore rino ndozviramba
Ndiinemi Mwari zvandoronga ndobudirira

Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe, woah, woah

Gara pasi unyatsofunga zvakadzama
Ndiyo nguva yacho ronga ramangwana
Usachema kubudira misodzi pamatama
Shanda ramangwana richanaka

Oh, I know, I know, I know baba kuti
Misi ndawana denga, woah, woah

Wangu ishe
Tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe, woah, woah

Ndaida kuendawo mberi
Asi satan chaingondiwisirawo shure
Mwari ndinoziva kuti ndaiva kure
Zvandauya kwamuri ndibatsire ndipfuure
Nekuti makore awanda ndichishanda
Ndichironga zvinhu asi zvisingabudirire
Gore rino ndozviramba
Ndiinemi Mwari zvandoronga ndobudirira

Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe, woah, woah

Oh, I know, I know, I know
I know, I know, woah, woah
Woah, woah, woah, woah

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.