Simon Chimbetu – Pasi rapinduka Lyrics
Pasi rapinduka Lyrics
Ndaifunga nguva iye
Ndaifunga nguva iye
Apo ndaigara zvakanaka
Ndaifunga nguva iye
Ndaifunga nguva iye
Apo ndaigara zvakanaka
Mudzimai wangu iye Julie
Mudzimai wangu iye Julie
Ndiye wandaiti mai vemba
Mudzimai wangu iye Julie
Mudzimai wangu iye Julie
Ndiye wanditi mai vemba
Ndagumburwa pabasa
Ndingatsamwe sei ndainyevenuka ndave naJulie
Ndagumburwa pabasa
Ndingatsamwe sei ndainyeveuka ndave naJulie
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Kubasa kunotongwa naforomani
Kumba kwave kutongwa naiye Julie
Kubasa kuno tongwa naforomani
Kumba kwave kutongwa naiye Julie
Zvanzi takafanana iye neni
Mwanasikana nemwanakomana
Kwanzi takafanana iye neni
Mwanasikana nemwanakomana
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Hey, ah-ah, hey
Dendera kings
Ah-ah, hey, hey
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
