System Tazvida – Topic – Vanoti Pedzera Mashoko Lyrics

Vanoti Pedzera Mashoko Lyrics

Mwana akanaka unofambirei neakashata
Vakashata vanotipedzera mashoko
Mwana akana unofambire neakashata
Vakashata vanotipedzera mashoko
Kupfimba akashata kupedza nguva
Vakashata vanotipedzera mashoko
Kupfimba akashata kupedza nguva
Vakashata vanotipedzera mashoko
Handina rudo rwekupa pachitsiga amai
Vakashata vanotipedzera mashoko
Handina rudo rwekupa pachitsiga amai
Vakashata vanotipedzera mashoko

Kupfimba akashata kupedza nguva
Vakashata vanotipedzera mashoko
Kupfimba vakashata kupedza nguva
Vakashata vanotipedzera mashoko

Fambai mega vakanaka
Shamwari yangu igopfimbawo akanaka
Fambai mega vakachena shamwari yangu igopfimbawo akachena
Fambai mega vakanaka shamwari yangu igopfimbawo akanaka
Fambai mega vakachena shamwari yangu igopfimbawo akachena
Kana ndichinge ndopfimba akanaka
Shamwari yangu igopfimbawo akanaka
Kana ini ndichinge ndopfimba akachena
Shamwari yangu igobatawo akachena

Iyahonde-nde rudo ndimambara
Iyahonde-nde hapana anoda akashata
Iyahonde-nde rudo ndimambara
Iyahonde-nde rudo ndimambara
Iyahonde-nde hapana anoda akashata

Wangu huya uone, rudo here
Ndati huya uone ka.
Wangu huya uone, rudo here
Ndati huya uone ka.
Chido huya uone rudo here
Ndati huya uone.
Chido huya uone rudo here
Ndati huya uone ka.
Vanodanana avo, vanodanana zvavo.
Vanadanana avo, vanodanana zvavo.
Vanadanana avo, vanodanana zvavo
Vanadanana avo
Huya uone rudo here
Ndati huya uone
Wangu huya uone rudo here
Ndati huya uone.
Lovee huya uone rudo here
Ndati huya uone.
Lovee huya uone rudo here
Ndati huya uone
Vanodanana avo vanodanana zvavo
Vanodanana avo vanodanana zvavo
Vakashata vanonetsa kujaira parudo
Vakashata vanonetsa kujaira parudo
Vakashata vanonetsa kujaira parudo
Vakashata vanonetsa kujaira parudo
Vakashata vanonetsa kujaira

Hope dzandakarota wozondifungisa paya
Hope dzandakarota wozondifungisa paya
Paya patakadanana
Paseri pechikomo chiya
Pataidya muchero werudo
Pasina anombozvziva.
Pataidya muchero werudo tirivaviri chete
Hope dzandakarota wozondifungisa paya
Hope dzandakarota wozondifungisa paya
Patakadanana paseri pechikomo chiya
Pawaindi udza unondida nekazevezeve menzeve
Pawaindouzda unondida nenzwi rinotapira

Vanaka ndevangu vese.
Ndikangovachonya ndova hwinha chete
Vakanaka ndevangu vese
Ndikangovachonya ndova hwinha chete.
Vakanaka ndevangu vese
Ndikangovachonya ndova hwinha chete
Vakanaka ndevangu vese.
Ndikavachonya ndova hwinha chete

Vakashata vanonetsa kujaira
Vakashata vanonetsa kujaira parudo
Vakashata vanonetsa kujaira
Vakashata vanonetsa kujaira parudo
Vakashata vanonetsa kujaira
Vakashata vanonetsa kujaira parudo

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.