Tongai Moyo & Utakataka Express – Wakanaka Lyrics

Wakanaka Lyrics

Ndaseka zvekuseka kuti ndaseka futi
Dance uuu
Vanhu vari kuda kunzwa iwewe
Saka chivataurira kuti vanzwe
Hehehe dehwa ndovapanyanga
Position position sele

Matinofamba tinosangana nevaskana vakanaka
Tichiyemura ko mai vekumba makaguma riniiko
Kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda

Matinofamba tinosangana nevaskana vakanaka
Tichiyemura ko mai vekumba makaguma riniiko
Kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda

Matinofamba tinosangana nevaskana vakachena
Tichiyemura ko mai vemumba makaguma riniiko
Kuvaudza mai makachena ndapa kutenda

Ndiwo mashoko anoita imba imire
Ndiwo mashoko anoita imba imire
Ndiwo mashoko anoita mai vafare
Ndiwo mashiko anoita mai vafare

Pane shoko risingabhowe kuudzwa kakawanda
Ndiro wakanaka
Amai wevana vangu iwe wakanaka
Amai wevana chidi chemoyo wakanaka

Wakanaka
Chokwadi wakanaka

Uchangomuka mangwanani wakanaka
Nyangwe urere dhiya wangu wakanaka
Uchangomuka mangwanani wakanaka
Nyangwe urere dhiya wangu wakanaka

Sele mamama sele
Sele mamama sele
Sele mamama sele

Dai zvayibvira wayemura mukadzi wako uyo
Nekuti i number one
Dai zvayibvira wayemura mukadzi wako uyo
Nekuti i number one

Dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe
Kuti ave number one
Dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe
Kuti ave number one

Hahaha kanumber one kacho

Dai zvaibvira wayemura mukadzi wako uyo
Nekuti i number one
Dai zvaibvira wayemura mukadzi wako uyo
Nekuti i number one

Dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe
Kuti ave number one
Dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe
Kuti ave number one

Matinofamba tinosangana nevaskana vakanaka
Tichiyemura ko mai vekumba makaguma riniiko
Kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda zvangu

Matinofamba tinosangana nevaskana vakachena
Tichiyemura ko mai vekumba makaguma riniiko
Kuvaudza mai makachena ndapa kutenda zvangu kani

Ndiwo mashoko anoita imba imire
Ndiwo mashoko anoita imba imire
Ndiwo mashoko anoita mai vafare
Ndiwo mashoko anoita mai vafare

Ndiwo mashoko anoita imba imire
Ndiwo mashoo anoita imba imire
Ndiwo mashoko anoita mai vafare
Ndiwo mashoko anoita mai vafare

Pane shoko risingabhowe kuriudzwa kakawanda
Ndiro wakanaka
Amai wevana vangu iwe wakanaka
Amai wevana chido chemoyo wakanaka
Amai wevana chokwadi wakanaka

Uchangomuka mangwanani wakanaka
Nyangwe urere dhiya wangu wakanaka
Uchangomuka mangwanani wakanaka
Nyangwe urere dhiya wangu wakanaka

Ini ndasakura ndazunza iwe
Amai vachena moyo
Ini ndasakura ndazunza iwe
Amai vachena moyo
Ini ndasakura ndazunza iwe
Amai vachena moyo

Ini ndasakura ndazunza iwe
Amai vachena moyo
Ini ndasakura ndazunza iwe
Amai vachena moyo
Ini ndasakura ndazunza iwe
Amai vachena moyo

Ini ndasakura ndazunza iwe
Musha wachena uyu

Kusakura nekuzunza

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.