Voltz JT, Atenda chinx – Rima Lyrics

Rima Lyrics

Ndibatei ndisarasika (ndibateiwo ndisarasika)
Mweya yerima itai isandikwanisa (mweya yerima itai isandikwanisa)
Ndibatei ndisarasika (ndibateiwo ndisarasika)
Mweya yerima itai isandikwanisa (mweya yerima itai isandikwanisa)
Zoro
Yerima aaah yerima mweya yerima (mweya yerima uh!)
Yerima aaah yerima mweya yerima (mweya yerima uh!)
Yerima aaah yerima mweya yerima (mweya yerima uh!)
Yerima aaah yerima mweya yerima (mweya yerima uh!)
Ma broke niggaz kubira mamwewo ma broke niggaz
As if isusu zvatowana zvakawandisa (zvakawandisa)
As if isusu nhamo dzedu hadzina kutikwanira
Hapana time yeku panica
Kuburitsira vapfanha vasingazive chinhu pfuti
Kuden uri celeb but izvozvi ukumufamba mutonaz
Manheru nema ma socks muna June
Kuti urare une bhutsu
Mwari ndikapona handidzoke Joza futi
Gaya hana ichongorova ukasvika pa boarder
Cause any silly move kwanga kuri kutofa
Apa kuden varikuti mwana anodzoka hake kumba (yeah)
Life yemuvhimi walinker ne shumba
Saka ma number andisati ndanyora akupinda muguva
Ko ma plan andisati ndasota achiri mupfungwa
Musakwate zvichakudzokerai mese neakakutuma
Mwari ndibatei ndikakoshesa zvenyika kudarika imimi
Mwari ndibatei ndikakoshesa kupfuma kudarika imimi (kudarika imimi)
Mwari ndibatei ndikakoshesa zvenyika kudarika imimi (kudarika imimi)
Mwari ndibatei ndikakoshesa zvenyika kudarika imimi (kudarika imimi)
Mweya yerima aaah
Yerima aaaaa yerima mweya yerima
Mweya yerima aaah
Yerima aaaaa yerima mweya yerima
Mweya yerima aaah
Yerima aaaaa yerima mweya yerima
Mweya yerima aaah
Yerima aaaaa yerima mweya yerima
Mweya yerima aaah
Mweya yerima aaah

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.