Voltz JT – Makuruwani (feat. Nutty O) Lyrics

Makuruwani (feat. Nutty O) Lyrics

Yeah, ey, okay
Wangu this, wangu that
Ndakazoita wako riinhi? (Ndakazoita wako riinhi?)
Ko zveku-catcher ma-feels zvakazotanga riinhi? (Tanga riinhi?)

Pamakatanga zvoku-linker nema-opps
Skiri rekuvhurika marohwa nema-tots
But bho tagara tongosimudza ma-tours
Cheers to magen'a anotibatsira kupedza ma-sports

Ko ndimizve munotipa power
Dai musirimi tichiimbira mu-shower pa-fair
So garai makageza makuruwani (makuruwani)
Make sure hamusare makuruwani (makuruwani)

Ko ndimizve munotipa power
Dai musirimi tichitsvagei kubhawa pa-fair?
Ndapota musarova ma-serious (serious)
Hapana anokupikisai genius (hapana anokupikisai)
Ko ndimizve munotipa power (well, well, well)
Dai musirimi dai game riri sour pa-fair

Ukaona mashaya inini (ah-ha-ha)
Munenge mazvikanyira dhiri
Kuona mashaya ini (ah-ha-ha)
Ndini ndinotangidza dhiri

'Cause maku-, maku-, maku-
Ndenge ndakabakisa crew
Maku-, maku-, maku-
Ndine ka-power fire can't cool
Musasiye makuruwani
Fambai namakuruwani

Koo, ndimizve munotipa power
Dai musirimi tichiimbira mu-shower pa-fair
So garai makageza makuruwani (makuruwani)
Make sure hamusare makuruwani (makuruwani)

Ko ndimizve munotipa power
Dai musirimi tichitsvagei kubhawa pa-fair?
Ndapota musarova ma-serious (serious)
Hapana anokupikisai genius (hapana anokupikisai)
Ko ndimizve munotipa power (power)
Dai musirimi dai game riri sour pa-fair

(Maku-, maku-, maku-) yeah, anenge ari ma-funnies
Dai maisapisa vaipisa vacho ndianani?
(Maku-, maku-, maku-) vanenge vachiti zino
Kwedu ndo-salary

Huyai ti-ease tichinyepera chibharanzi
Vetter ma-cowards anonyepera hushamwari
Ko maziso takapihwa ari two
Sando toi-feeler kuti haisi yemashuwa

Bhutsu toiwona kuti haisi yemashuwa pa-fair (eh, pa-fair)
Saka usazozviti mbinga
Uchitaura zvekuti, 'Data rinopedzwa nema-sticker.'
Sorry kana waka-linker neni ndaka-sticker
Ngatizame futi next time, next time

So garai makageza makuruwani (makuruwani)
Make sure hamusare makuruwani (makuruwani)

Ko ndimizve munotipa power
Dai musirimi tichitsvagei kubhawa pa-fair?
Ndapota musarova ma-serious (serious)
Hapana anokupikisai genius (ko hapana anokupikisai)
Ko ndimizve munotipa power
Dai musirimi dai game riri sour pa-fair

'Cause maku-, maku-, maku-
Ndenge ndakabakisa crew
Maku-, maku-, maku-
Ndine ka-power fire can't cool

Musasiye makuruwani
Fambai namakuruwani

T- Timbe
Coming to you from another

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.