Winky D – Finhu Finhu Lyrics

Finhu Finhu Lyrics

Oskid
Tafunga kuti tifare
Misodzi inyare
ChiExtra
ChiGafa, chiGafa, chiGafa

Rega ndifinhure
Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)

Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura

Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura

Nhasi handina basa nemunhu wenyama
Ndichapombonoka zvakanyanya
Uchidhinhiwa o pyjama
Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana

Usatume Vharazipi haisi dhirama
'Dakuburitsa mari yese iri muchikwama
Hand'awandonyara, kunyangwe hama
Ndadya chikanganwahama

Hapana kana arikuridza tsamwa
Mahappy face chete hakuna akatsamwa
Saka imimi mababy, chauya chidaddy
Sheka zvawakapihwa namhamha

Rega ndifinhure
Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)

Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura

Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura

Ndasvika panzvimbo pakazara masisita (masisita)
Ndipe machine bhegi panapa pari kukika (pari kukika)
Pano hapachabudika
Hona chipatani chatakuita
Pane ngozi dai zvenyu maripa
Mombonakidzwa zvatiri kuita

Hapana kana ari kuridza tsamwa
Mahappy face chete hakuna akatsamwa
Saka imimi mababy, chauya chidaddy
Sheka zvawakapihwa namhamha

Rega ndifinhure
Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)

Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura

Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura

Rega ndifinhure
Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)

Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndirikufinhura

Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.