Oliver Mtukudzi – Dzidziso Lyrics
Dzidziso Lyrics
Mwariwe, Mwari wangu wedenga
Mwariwe, Mwariwe, Mwari wangu wedenga
Hee, ndidzidziseiwo kutenda (Mwari wangu wedenga)

Umm, ndidzidziseiwo kutenda (Mwari wangu wedenga)
Hoo, ndidzidziseiwo kutenda (Mwari wangu wedenga)
Kungoti thank you ndatenda (sorry ndatadza)
Thank you ndatenda

(Kungoti thank you ndatenda) sorry ndatadza
(Thank you ndatenda)

Kubuda kwaro zuva (Mwari wangu wedenga)
Nekuona richinyura iri (Mwari wangu wedenga)
Hee, ndidzidziseiwo kutenda (Mwari wangu wedenga)
Umm, ndidzidziseiwo kutenda (Mwari wangu wedenga)
Kungoti thank you ndatenda (sorry ndatadza)
Thank you ndatenda
Kungoti thank you ndatenda (sorry ndatadza)
Thank you ndatenda
(Kungoti thank you ndatenda) sorry ndatadza
(Thank you ndatenda)
(Kungoti thank you ndatenda) sorry ndatadza
(Thank you ndatenda)
Ndibviseiwo udera (Mwari wangu wedenga)
Kochonorai nderekwa idzi (Mwari wangu wedenga)
Hee, ndidzidziseiwo kutenda (Mwari wangu wedenga)
Hee, ndidzidziseiwo kutenda (Mwari wangu wedenga)
(Kungoti thank you ndatenda) sorry ndatadza
(Thank you ndatenda)
(Kungoti thank you ndatenda) sorry ndatadza
(Thank you ndatenda)
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.