Janet Manyowa – Ndimi Lyrics

Ndimi Lyrics

Nyika nekuzara kwayo, makasika Mega
Mega pasina anobatsira
Ndokudurura Mweya wenyu, Mega
Kuratidza, aiwa Ndimi Mwari
Aiwa munesimba, aiwa munogona, narinhi

Munoratidza nzira, pakaoma
Munovheneka nyika, inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo

Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi

Makatuma mwana wenyu, ega
Kuzonunura nyika inerima
Mukamupa simba pamusoro pazvose
Kuratidza, aiwa Munotonga (aiwa Munotonga)
Aiwa Munobwinya (aiwa Munobwinya)
Ishe Samasimba (Ishe Samasimba) narinhi

Munoratidza nzira, pakaoma
Munovheneka nyika, inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo

Muri Mwari wangu, aah Ndimi (aah Ndimi)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (aah Ndimi)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Muri Mwari wanguwo)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi

(Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi
(Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi Mwari wangu Ishe
(Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi yeah
(Oh-oh-oh, oh-oh-oh)

Munoratidza nzira (Munoratidza nzira, pakaoma)
Munovhenekera (Munovheneka nyika, inerima)
Munosimudzira (Munosimudzira moyo yakaneta)
(Makagara muripo)

Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Makafanira mbiri)
(Hakuna mumwe, Ndimi) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Hamuyenzaniswe)
Hamufananidzwe, aah Ndimi (aah Ndimi)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi

Oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Munoratidza nzira)
Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Munovhenekera)
Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Mwari, Mwari, oh) oh-oh-oh

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.