Tocky Vibes – Nyaya Yangu Lyrics
Nyaya Yangu Lyrics
My lady, lady
My baby, baby, aha
Soja! Soja!
I'm getting high
Watch the time fly
Umboripi nhai?
Ndatokusuwa Vimbai
Umbori pai?
Umbori nani?
Ndine majerasi, ungamiswa naSilas
Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye)
Ukati ndodii kuti uve wangu?
Tipinde mumambure
Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye)
Ukati ndodii kuti uve wangu?
Tipinde mumambure
Uchingonditi unoda time, time, time
Vana toita rinhi tachembera?
Time time, time time
Uri wekungoti pamusasa, pamunhondo (nhondo, nhondo)
Ndichakamira muchitondo (tondo, tondo)
Pamusasa, pamunhondo (nhondo, nhondo)
Handichada kumirira bodo
Asi ihondo mumoyo
Uri kungotsika-tsika asi ndaona une tsika
Kumba dai wasvika kuzoona mhamha, usavhika
Njere ndingarasika, kutobhabhaika
Unoziva nyaya yangu
Iwe ndiwe nyaya yangu
Iri mudariro nyaya yangu
Handirase tariro
Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye)
Ukati ndodii kuti uve wangu?
Tipinde mumambure
Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye)
Ukati ndodii kuti uve wangu?
Tipinde mumambure
Well, well, well, well
Unogona kufunga ndakastika
Handina kutora mutoriro
Apa kangoriwo kamutarisiro
Kasangana nekamudiro
Pari pang, pang, pang, pangu
Ungatozogaya ndadira iwe
Kangoriwo kamunakiro
Wanditosvora ndine shuviro yekuva newe my baby yoh
Chicken and chama
Karequest kangu saka chindida tizvitangidze
Yuwi, yuwi
Uri mumwe wangu
Bhebhi ingondida undisimbise
Sevavengi vangu gara wandida tivawachise
Oh yeah
Ndokupa zvese zvangu kana uchindida
Munzeve undiudze
Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye)
Ukati ndodii kuti uve wangu?
Tipinde mumambure
Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye)
Ukati ndodii kuti uve wangu?
Tipinde mumambure
Soja, soja
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
