Tocky Vibes – Bizo Lyrics
Bizo Lyrics
Solid Records
Yuwi, yuwi
Ndandi go, go, go, go
Ndakakuudzai motanga mafona titange tatawurirana
Mukore uno wamuri kuona hausi wekumanikidzana
Iwe, iwe zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear, fear)
Bizo zita ramakutamba naro hamurizive (zive)
Mukavaona vaye, vaye vaudzei vandisiye (vandisiye)
Zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear)
Handikwate ini!
Inini ndaifamba netsoka ndakananga Mbare
Hakuna akapinda nyore kumagitare
DZ vanondiziva ndisinganyare
Munhu wese ane struggle yake
Hakuna chinhu chakawoma sekugadzira bizo (bizo)
Kusvika munhu wese akukuti uyu bho, hello

Kudhara ikoko
Vanhu ngavadzidze, mukwasha imboko
Tinoremekedza madhara ikoko
Asi zvamanje manje kudhara ikoko
Gondongara handiziwo mwana mudoko
Usadheerere kudherere, iyi ihuru yadzo
Iwewe newe ndipei maruva angu, sando dzacho
Kupinzana fear (fear)

Asi zvamanje-manje kudhara ikoko
Gondongara handiziwo mwana mudoko
Usadheerere kudherere, iyi ihuru yadzo
Iwewe newe ndipei maruva angu, sando dzacho
Fear, fear
Zita ramakutamba naro hamurizive (zive)
Vaudzei vandisiye (vandisiye)
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.