Tocky Vibes – City Ngoma Lyrics

City Ngoma Lyrics

Solid Records
Well, well, well, well
A di bang, bang, bang, bang
Eyi, oyi

Ukandibata pa-hardcore
Vese ndovaona sema-tadpole
Andichekwe kunge inda netsikidzi (tsikidzi)
Dzenge dzingorikoka ku-reeds (bang, bang, bang, bang)
Vaudze kuti ndisuka varidzi (varidzi)
Vamwe vese vadzidzi inini ndiri mufudzi wembudzi nehwai

Vanga vandisuwa ku-City Ngoma
Exporta usaita zip ngoma
Hatiimbe kunge tiri kuno-commenter mbira (ayi)
Yekwana-Charles Mabika

Vaya vaida kundicherera gomba
Manje nhasi tazosangana mugomba
Chera nerako, wanga wanzwa nenhomba
Oh ndoputitsa mabhomba

Ndauya nengwere yemulonyeni
Ingwere yemulonyeni
Vamwe ipwere, umdandeni (kudha-dhanda)
Tovadhanda, tochirova sudden

Tichipinda mu-City Sports Centre
Musapadhe naSigamis Arena
Handiti ndiri entertainer aka-trainer (aka-trainer)
Saka ndenge ndakutongova-kicker kunge pena

Kwete vananaMuzokomba
Nekuti ndakazviona vane chironda
Vanorwadziwa kuti tomaponda
Kuvamoneredza kunge anaconda
Kunzi Killer ndiye Tocky vakanosiya vakariponda
Vanosiyaka rakawonda
Nekutoti vakatoramba kutochikidzirwa nendonda
Tiri fit zvedu kuita kunge Honda

Ndichiti, 'Adiwa haikona kutomuzvonda.'
Adiwa zvake, nemafans ake
Ane mastanzi ake, idhanzi
(A di bang bang bang)

Ndauya nengwere yemulonyeni (ngwriri)
Ingwere yemulonyeni
Vamwe ipwere, umdandeni
Tovadhanda, tochirova sudden

Tichipinda mu-City Sports Centre (centre)
Musapadhe naGlamis Arena (arena)
Handiti ndiri entertainer aka-trainer (aka-trainer)
Saka ndenge ndakutongova-kicker kunge pena

Idhanzi (idhanzi), nderake
Pamwechete vanhu vanonakirwa nemimhanzi yake (yake)
Oh vanosara vachijamba kunge zvimupanzi zvake

Ndauya nengwere yemulonyeni
Ingwere yemulonyeni
Vamwe ipwere, umdandeni
Tovadhanda, tochirova sudden

Ndauya nengwere yemulonyeni
Ingwere yemulonyeni
Vamwe ipwere, umdandeni
Tovadhanda, tochirova sudden

Vakatozomhecha inonzi pfururu (pfururu)
Nekuti vaitogaya kumhupuka (kumhupuka)
Kusvetuka, kuyeuka vavhunika
Isusu tikati totodarika
Pakasvikwa ne-Extra Musica
Diamond Musica

Nekuti tasimbisa vese vekuAfrica
Nekuti ndino-liker ma-pics akadaiso
Anenge achingoramba achipina
Anenge achiita zvekutisiya tatotsika m-aspeaker nema-sneaker
Nekutoti takaramba kuti hatimbofe tazodzika
Ah-h taramba kuudzika

Nekuti havachagarika, havachagarisika
Ngoma hadzicharidzika
Hadzichayimbika
Takutovapfimbika
Taramba kunzwika

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.