Nicholas Zakaria & Khiama Boys – Tsamba Lyrics
Tsamba Lyrics
Vanoparidza shoko ndevapi, shoko raBaba?
Chenjerai kuzvisarudza vanhu ndevaMwari
Vanoparidza shoko ndevapi, shoko raBaba?
Chenjerai kuzvisarudza vanhu ndevaMwari
Kana ivo Mwari vachiti vanhu ngavapone
Ko iwe unosarudza unombori ani?
Kana ivo Mwari vachiti vanhu ngavapone
Ko iwe unosarudza unombori ani?
Tingazive seiko kuti Mwari vanokosha?
Zvinotoda vaparidzi, paridzira nyika
Tingazive seiko kuti Mwari vanokosha?
Zvinotoda vaparidzi, paridzira nyika
Vanotenda mose verengwai mabasa
Ndiyoka tsamba yacho ichaverengwa nenyika
Vanotenda mose verengwai mabasa
Ndiyoka tsamba yacho ichaverengwa nenyika
Kufamba kwako ngakuve mharidzo yakanaka
Zvinodiwa naBaba
Kufamba kwako ngakuve mharidzo yakanaka
Zvinodiwa naBaba
Kutaura kwako ngakuve mharidzo yakanaka
Zvinodiwa naBaba
Kutaura kwako ngakuve mharidzo yakanaka
Zvinodiwa naBaba
Vanotenda mose verengwai mabasa
Ndiyoka tsamba yacho ichaverengwa nenyika
Zakazaka
By one

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.