Alick Macheso – Sarah Lyrics
Zvamunoona mwana uyu takadana tiri vaviri
Pasina vamwe vaya
Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje

Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide
Zvinova shungurudza moyo
Havazive kuti patakadanana ndezvipi zvatakatsidzirana

Ohhh mama
Saka ndati murwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
Dayi murivamwe mayitofara Vamwe veduwo vasanganiswa aaaah

Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu
Tiwudzeyiwo kuti musvike pamakasvika apa makasvika sei

Inga ndini wani ndakamuda ini
Inga ndini wani ndakamuda ini
Zvamayi munyenyeredza kureva mayimutya imi

Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira

Pandakarohwa nababa vake makandiseka
Pandakarohwa nababa vake makandiseka
Zvandaka rumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai

Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei
Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei
Sarah iwe
Sarah iwe
Sarah iwe
Sarah iwe
Sarah iwe wangu
Sarah iwe
Sarah iwe wangu
Sarah iwe
Sarah iwe