Kae Chaps – Mota Inomhanya Lyrics
Ya, dai ndandine mota inomhanyaNdaikuendesa chero kwawada, like anywhere you want toHapana aizokunetsa baby, kana kabodziYou never have to worry ’bout nothingWangu, chero ukanzi uri mu-road I can tell you tryna get away, uda kuita naughtyEverybody out there busy judging busy talkingI know this world haina justiceMunda waswera waiswa machisaHanzi you ain’t gonna survive usina…