Alick Macheso – Monalisa Lyrics

Zvinofadza sei vamwe vanguZvandakakuudzai ndinaye wangu uyo-o-oMungafara sei nhai amaiZvandakakuudzai ndinaye wanguMona, pondosvika ndipo paanonzwa moyo kusunungukaSezvo akatsidzira, murudo nemukutamburaMukuronga ramangwana, ngarive rine pundutso Baba na amai kureva kwavo kwakare ngekweshingisoKuvana avo (Mona)Baba na amai manzwi avo akare ngeekundisoNgaaite moyo mutsvene, sehutsvene hwaainahwoZvikanzi zvaitwa Museyamwa, mhuri dzinza rakuraPfungwa dzekurera kuzadzikisa huchechetere hwakeHuve huine pundutso Kuroora…

Alick Macheso – Mundikumbuke Lyrics

Mundikumbuke amayo ndatsala ndekaMundikumbuke amayo ndatsala ndeka ine Mundikumbuke Amayo ndatsala ndekaMundikumbuke Amayo ndatsala ndekaMundikumbuke Amayo ndatsala ndekaMundikumbuke Amayo ndatsala ndeka Amai asanafe anasiya mawuAmai asanafe anasiya mawu oooohhUdzafune fune moenda, bambo ulinawoUdzafune fune moenda, bambo ulinawoUdzafune fune moenda, bambo ulinawoUdzafune fune moenda, bambo ulinawo Ndili mwana wapancili, wokula NaAmaiNdili mwana wapancili ine, wokula naAmaiNdili…

Alick Macheso – Sarah Lyrics

Zvamunoona mwana uyu takadana tiri vaviriPasina vamwe vayaChitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje Zvamunoona mwana uyu takadana tiri vaviriPasina vamwe vayaChitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvideZvinova shungurudza moyoHavazive kuti patakadanana ndezvipi zvatakatsidzirana Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvideZvinova shungurudza moyoHavazive kuti patakadanana ndezvipi zvatakatsidzirana Ohhh mama Saka ndati murwadziwe moyo nerudo…