|

Holy Ten – Zvivindi Lyrics

Zvivindi zvekutofunga vanhu vevanhu une zvivindiZvekuda kufuga jira repano une zvivindiZvekuda kupfuura panopera muganhu une zvivindiAsi zvivindi zveiko? Seiko? Pacho panoropafadzwa pacho pakabatanidzwaPacho pakatangwa imba ndo panotamba imbwaMwari nanhasi andinzwisiseWhy vanhu kuita ma gutsZvamakaronga imi kuti zvimiswe imi Aiwa imbodya spoon yenyadzi pleaseImbodya spoon yenyadziUtori newako waunoti wakoHameno kuti uku lacker chiiPeople invest wo mukuda…

Maskiri – Lobengula Lyrics

Ndakakuwana mubutcher Nekuti uri nyama Ndakakupihwa nekanzuru Nekuti uri pombi Ndakakuwana mu tea Nekuti uri sugar Ndakakuwana mubutcher Nekuti uri nyama Lobengula Lobengula (eish) Nekuti uri sugar (eish) Lobengula Lobengula (eish) Nekuti uri sugar (eish) Hanzi rudo ibofu kunge Dr Love Ndakusuwa kunge Soul Jah Love Regai ndiite sa Zhakata ndive honest Ane waist diki…

|

Holy Ten – Ndanzwa Nekufunga (Tamy) Lyrics

Ndanzwa nekufunga (yeah, Ten, yeah) Ndanzwa nekufunga Ndanzwa nekukufunga Mastatuses ako ndo checker You’re perfect hapana cho lacker Boys rangu rati muroora wamai And pavese apa, hapana anopenga Pavese apa hapana ano fencer Pavese apa hapana ano dancer It’s the smiling for me It’s the smiling for me Same as the picture that’s on her…

Holy Ten – Musazvituma Lyrics

Usazvituma kunozvitutumadzaUsazvituma kuzo zvi ay! Pangu ndapedza ndimaEh ndasakura ndimaEh handirare zvekudaroGumbeze ine kamwe kakudzingaGumbeze ine kamwe kakudzinga timeLook at these people saying they love meApa vano dissa tarendaPane vano dissa tarenda Ngatisa tambe nepana pakirawa, hamaDai muchigara kwamau zvamawa, hamaAwanda macowardsRasta people are fakeI might end up ndakutamba naTawazI might end up ndakushanda paCar…

Holy Ten Ft Anita Jaxson – Appetite Lyrics

( HOLY TEN)Five plus five tenNdinonzi five plus five tenImbotsikai majaivhi mhenImbotipai malikes demFive, five, ten imbotsikai Majaivhi mhenImboszimai malights demImboripai zvamaiitaHandina appetite yeizvozvoHandina interest yokulinka teamRese machinda farirai zveikokoHandina appetice yeizvozvoAppetite yeizvozvoHandina appetice yeizvozvoAppetite yeizvozvoHandina appetite yeizvozvo (Holy Ten)Uh rogerman tingBigman holy pon hotter than steamBigman holy vanoswera pagymAparadza ndini, ndiwe newcomerSha ndagara ndandimbaPana…

Holy Ten – Ghetto Redu Lyrics

[Intro]Ah huhNdokwazvakatangira [Chorus]Ghetto rine nharo, ghetto rine long storyGhetto rine ngano, ghetto redu rina mambo vakatsika tamboGhetto redu wangu rina Van ChogaGhetto redu wangu rina Van ChogaGhetto redu wangu rina Van Choga [Verse 1]Hapana kana pressure, ndoshanda kusvika kwaedzaGot the city on my back, musana wangu wakavezwaYeah I put my momz’ girl child nemakudoI told…

Holy Ten – Sahwira Lyrics

[Intro]Zvicha manifesta, zvicha manifestaEhe zvicha manifestaZvese zvese zvatakanamatira (zvatakanamatira) [Chorus]Zvese zvese zvatakanamatiraZvicha manifesta, zvicha manifestaZvataka discussa nasahwiraKuti ticha chilla nana Kwesta, chilla nanaKwestaSahwira vakachukucha mukomaVakabuda RomaPawakandi sabotager wakajunga rondaSwitched up on your side, wangu waka[?] konaSaka usa phona (usa phona) [Verse 1]Everything is never as it seemsYou see these people smiling out in publicBut it’s…