Enzo Ishall – Takuita So Lyrics
Brrrrrrr
Akakumisa Tammy
Akakumisa Tammy wakanzi easy apapa ndepaChiweda
Nyangwe Chiweda isiri mbada
Anongopadya pauri kuda
Kana ndanyepa ndigere zuda
Undigere zuda
Takuita sei?
Takuita so
Ndakukutsvukisa ziso
Ndobva ndakubvisa chiri kumeso
Uri gitare kuno kuMacheso
Kukohwa mumunda menyu
Ndicho chironda chandaisa munyu
Zvanga zvakafa ndazvipa upenyu
Handivhunduke mutsindo wedzvinyu
Uchiri kumuda Gamu
Gamu asina maza**
Unenge saskam unovhunduka ice-cream
Tarisa diagram
Ndakuchingisa program
Vachakutsvaga vachakushaya
Pavachafona vachida mujaya
Ari pachemba ari kuchaya
Makumi gumi edzvene huro yadzipwa nembambaira
Amhanya aneta ananaira
Afamba adonha akambaira
Keliya nhanha kwana
Kudzi atadzisa nhanha lala
Vangavachida maanswer ndikavati Gumi rava pole dancer
Ndakamudzura kaTen
Ndikamudzura kaLy
Asara ari kaHoe kabadza
Ndagara ndakamukwadza kwadza
Zvakamurwadza pandakagona zvavakatadza
Pandakapedza ndakavamedza
Ndakavanyudza ndikavaudza
Kuti ndinoshungurudza
Tseke
Hapana eke mira ndicheke
Haupamuke hausimuke haupadzoke haupepuke
Tseke
Musadhomoke handivhunduke
BRRRRR
Uri kuda Tami?
Tami ane mota
Tanga wabuda mutsoka