Feli Nandi – Ndoona Iwe Lyrics

Ndoona Iwe Lyrics

(Alicious)
Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana

Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
Nditatarike sei ndodzorwa newe, hee
Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
Nditatarike sei ndodzorwa newe

Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe

Zvandinonzwa zve (zvandinonzwa) hazvidi godobori (hazvidi muroyi)
Zvinonzwisiswa chete nevaRozvi, zvinovengwa chete nevaroyi

Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)

Mukana ndinawo, regai ndimude mwene wazvo
Nguva yacho ndiyoyi, regai ndimude mwene wazvo
Ndoona iye chete, regai ndimude mwene wazvo
Iye ndiye aba moyo, regai ndimude mwene wazvo

Ehee, pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
Nditatarike sei ndodzorwa newe, hee
Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
Nditatarike sei ndodzorwa newe

Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe

Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana (hazvidi muroyi)

Wakasimba moyo

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.